1 Samuel 12:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa yakaenda Jakobo Egipita, madziɓaɓa enyu akacema kunaJehova, Jehova akatuma Mosesi naAroni, ʋakaɓuɗisa madziɓaɓa enyu Egipita, ʋakaʋagarisa pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mushure mokunge Jakobho aenda muIjipiti, vakachema kuna Jehovha kuti vabatsirwe, uye Jehovha akatuma Mozisi naAroni, vakabudisa madzitateguru enyu kubva muIjipiti vakavagarisa munzvimbo ino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho paakaenda kuIjipiti, madzibaba enyu akazobatwa zvakaipa navaIjipiti vakazochema kuna Tenzi. Tenzi akavatumira Mosesi naAroni vakaburitsa madzibaba enyu muIjipiti akavaunza kuzogara muno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nguva yakaenda Jakobho Ijipiti, madzibaba enyu akachema kuna Jehovha, Jehovha akatuma Mosesi naAroni, vakabudisa madzibaba enyu Ijipiti, vakavagarisa pano.
Shona 2009?
"Nguva yakaenda Jakobho Ijipiti, madzibaba enyu akachema kuna Jehovha, Jehovha akatuma Mozisi naAroni, vakabudisa madzibaba enyu Ijipiti, vakavagarisa pano.
Shona SUB 2002 Bible
“Nguva yakaenda Jakobho Ijipiti, madzibaba enyu akachema kuna Jehovha, Jehovha akatuma Mosesi naAroni, vakabudisa madzibaba enyu Ijipiti, vakavagarisa pano.