1 Samuel 12:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋakakaŋganwa Jehova Mŋari waʋo, iye akaʋateŋgesa kunaSisera, mukuru wehondo yaHazori, nokunaʋaFiristia, nokunamambo waʋaMoabi, ʋakarwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi vakakanganwa Jehovha Mwari wavo; naizvozvo akavatengesa kuna Sisera, mutungamiri wehondo yaHazori, uye nokumaoko avaFiristia namambo weMoabhu, uyo akavarwisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vakazokanganwa Tenzi Mwari wavo, iye akagovati kuche mumaoko aSisera mukuru mukuru wehondo yaJabhini mambo weHazori nomumaoko avaFirisitia nomumaoko amambo weMoabhu vakarwisa madzibaba enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vakakanganwa Jehovha Mwari wavo, iye akavatengesa kuna Sisera, mukuru wehondo yaHazori, nokuna vaFirisitia, nokuna mambo wavaMoabhu, vakarwa navo.
Shona 2009?
Asi vakakangamwa Jehovha Mwari wavo, iye akavatengesa kuna Sisera, mukuru wehondo yaHazori, nokuna vaFirisitia, nokuna mambo wavaMoabhu, vakarwa navo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vakakanganwa Jehovha Mwari wavo, iye akavatengesa kuna Sisera, mukuru wehondo yaHazori, nokuna vaFirisitia, nokuna mambo wavaMoabhu, vakarwa navo.