1 Samuel 13:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro wakaŋga anamakore anamakumi matatu pakutaŋga kwake kuɓata ʋushe, akaɓata ʋaIsraeri makore maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akanga ava namakore makumi matatu paakava mambo, uye akatonga Israeri kwamakore makumi mana namaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akanga ava namakore... paakatangisa kutonga. Akatonga Isiraeri kwamakore... namaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro wakanga anamakore ana makumi matatu pakutanga kwake kutonga ushe, akabata vaIsiraeri makore maviri.
Shona 2009?
Sauro wakanga anamakore ana makumi matatu pakutanga kwake kutonga ushe, akabata vaIsiraeri makore maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro wakanga ana makore ana makumi matatu pakutanga kwake kutonga ushe, akabata VaIsiraeri makore maviri.