1 Samuel 13:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acaŋgopedza kupisa cipiriso cinopiswa, Samueri akaȿika; Sauro akaɓuɗa kundosoŋgana naye, kuti amukwazise.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achingopedza kupa chipiriso, Samueri akasvika, uye Sauro akaenda kundomukwazisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achangoti pedzei kupira mupiro wokupisa iwoyo, Samueri ndiye vhu. Sauro akaenda kundomuchingura nokumukwazisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achangopedza kupisa chipiriso chinopiswa, Samueri akasvika; Sauro akabuda kundosangana naye, kuti amukwazise.
Shona 2009?
Zvino wakati achangopedza kupisa chipiriso chinopiswa, Samueri akasvika; Sauro akabuda kundosangana naye, kuti amukwazise.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achangopedza kupisa chipiriso chinopiswa, Samueri akasvika; Sauro akabuda kundosangana naye, kuti amukwazise.