1 Samuel 13:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaparadzi ʋakaɓuɗa kumisasa yaʋaFiristia, ʋakaita mapoka matatu; ɓoka rimŋe rakaɓuɗa nenzira inoenda Ofra kunyika yaShuari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapambi vakabuda mumisasa yavaFiristia vari mumapoka matatu. Rimwe boka rakananga kuOfira munharaunda yeShuari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumatendhe evaFirisitia makabuda zvikwata zvitatu zvavarwi vokundopamba. Chimwe chakaenda kuOfura kudunhu reShuaru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaparadzi vakabuda kumisasa yavaFirisitia, vakaita mapoka matatu; boka rimwe rakabuda nenzira inoenda Ofira kunyika yaShauri,
Shona 2009?
Zvino vaparadzi vakabuda kumisasa yavaFirisitia, vakaita mapoka matatu; boka rimwe rakabuda nenzira inoenda Ofira kunyika yaShauri,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaparadzi vakabuda kumisasa yavaFirisitia, vakaita mapoka matatu; boka rimwe rakabuda nenzira inoenda Ofira kunyika yaShauri,