1 Samuel 13:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kusinomupfuri munyika yose yaIsraeri, nokuti ʋaFiristia ʋakati: ƲaHeberu ŋgaʋarege kuɀipfurira minondo namapfumo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kwakanga kusina mupfuri munyika yeIsraeri nokuti vaFiristia vakanga vati, “Zvichida vaHebheru vangagadzira minondo kana mapfumo!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo munyika yose yeIsiraeri makanga musina kana mhizha yokupfura simbi nokuti vaFirisitia vaityira kuti vaHebheru vangadaro vakazvigadzirira mapakatwa namapfumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kusino mupfuri munyika yose yaIsiraeri, nokuti vaFirisitia vakati, “VaHebheru ngavarege kuzvipfurira minondo namapfumo.
Shona 2009?
Zvino kwakanga kusino mupfuri munyika yose yaIsiraeri, nokuti vaFirisitia vakati, "VaHebheru ngavarege kuzvipfurira minondo namapfumo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kusino mupfuri munyika yose yaIsiraeri, nokuti vaFirisitia vakati, “VaHebheru ngavarege kuzvipfurira minondo namapfumo.