1 Samuel 14:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ʋakati: Kwirai ʋuno kwatiri, ticakwira, nokuti Mŋari waʋaisa mumaʋoko eɗu; ndico cicaʋa ciratidzo kwatiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana vakati, ‘Uyai kuno kwatiri,’ tichakwira, nokuti ndicho chichava chiratidzo chedu chokuti Jehovha avaisa mumaoko edu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana vakati, ‘Kwirai kuno kwatiri,’ isu tinobvawo takwirako nokuti ndicho chichava chiratidzo chedu chokuti Tenzi atovaisa mumaoko edu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana vakati, ‘Kwirai kuno kwatiri, tichakwira, nokuti Mwari wavaisa mumaoko edu;’ ndicho chichava chiratidzo kwatiri.”
Shona 2009?
"Asi kana vakati, `Kwirai kuno kwatiri, tichakwira, nokuti Mwari wavaisa mumaoko edu;' ndicho chichava chiratidzo kwatiri."
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana vakati, ‘Kwirai kuno kwatiri, tichakwira, nokuti Mwari wavaisa mumaoko edu;’ ndicho chichava chiratidzo kwatiri.”