1 Samuel 14:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu, ʋakaŋga ʋari pamisasa, napaminda, naʋanhu ʋose ʋakabvunda; neɓoka raʋarwi, naʋaparadzi, naiʋo ʋakabvunda; nenyika ʋo yakaɗeŋgenyeka; naiɀoɀo kwakaŋga kunokubvunda kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo kutya kwakabata varwi vose, vakanga vari mumusasa nomuminda, navose vakanga vari mumapoka avarwi navapambi, uye pasi pakadengenyeka. Kwakanga kuri kuvhundutswa kwakanga kwatumwa naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hondo yose yavaFirisitia yakazengezana kutya. Kwaiti vapamatendhe avo navaiva musango nezvimwe zvikwata zvavarwi nezvevarwi vokundopamba vose vakadedera nokutya. Nyika yakandengendeka, kukava nokutya kukuru kwazvo kwaibva kuna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu, vakanga vari pamisasa, napaminda, navanhu vose vakabvunda; neboka ravarwi, navaparadzi, naivo vakabvunda; nenyikawo yakadengenyeka; naizvozvo kwakanga kunokubvunda kukuru.
Shona 2009?
Vanhu, vakanga vari pamisasa, napaminda, navanhu vose vakabvunda; neboka ravarwi, navaparadzi, naivo vakabvunda, nenyikawo yakadengenyeka; naizvozvo kwakanga kunokubvunda kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu, vakanga vari pamisasa, napaminda, navanhu vose vakabvunda; neboka ravarwi, navaparadzi, naivo vakabvunda; nenyikawo yakadengenyeka; naizvozvo kwakanga kunokubvunda kukuru.