1 Samuel 14:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nharirire dzaSauro paGibea kwaBenjamini ʋakatarira, ʋakaʋona ɓoka guru raʋanhu ricinyaŋgarika, ricipararira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nharirire dzaSauro paGibhea muBhenjamini dzakaona varwi vachinyungudika kumativi ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nharirire dzaSauro dzaiva kuGibhea kwaBhenjamini dzakatarisa onei hondo yose yevaFirisitia rangove besanwa kutiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nharirire dzaSauro paGibhea kwaBhenjamini vakatarira, vakaona boka guru ravanhu richinyangarika, richipararira.
Shona 2009?
Zvino nharirire dzaSauro paGibhiya kwaBhenjamini vakatarira, vakaona boka guru ravanhu richinyangarika, richipararira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nharirire dzaSauro paGibhia kwaBhenjamini vakatarira, vakaona boka guru ravanhu richinyangarika, richipararira.