1 Samuel 14:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akati kuʋanhu ʋaakaŋga anaʋo: Ʋereŋgai ɀino, muʋone kuti ndianiko usisi’po kwatiri. Ɀino ʋakati ʋaʋereŋga, ʋakaʋona kuti Jonatani nomuɓati wenhumbi dzake dzokurwa nadzo haʋa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akati kuvarume vakanga vanaye, “Verengai varwi muone kuti ndivanaani vasipo pakati pedu.” Vakati vadaro vakaona kuti Jonatani nomubati wake wenhumbi dzokurwa vakanga vasipo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kuvanhu vaakanga anavo, “Verengai varwi muone kuti asipo ndiani.” Vakavaverenga, wanei kuti Jonatani nomutakuri wezvombo zvake zvehondo havapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akati kuvanhu vaakanga anavo, “Verengai zvino, muwone kuti ndianiko usisipo kwatiri.” Zvino vakati vaverenga, vakaona kuti Jonatani nomubati wenhumbi dzake dzokurwa nadzo havapo.
Shona 2009?
Ipapo Sauro akati kuvanhu vaakanga anavo, "Verengai zvino, muwone kuti ndianiko usisipo kwatiri." Zvino vakati vaverenga, vakaona kuti Jonatani nomubati wenhumbi dzake dzokurwa nadzo havapo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akati kuvanhu vaakanga anavo, “Verengai zvino, muwone kuti ndianiko usisipo kwatiri.” Zvino vakati vaverenga, vakaona kuti Jonatani nomubati wenhumbi dzake dzokurwa nadzo havapo.