1 Samuel 14:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati kunaAhija: Ʋuya pano neareka yaMŋari. Nokuti areka yaMŋari yakaŋga iri’po pakati paʋana ʋaIsraeri neŋguʋa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati kuna Ahiya, “Uya neareka yaMwari.” (Panguva iyoyo vaIsraeri ndivo vakanga vanayo.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kuna Ahiya, “Uya neefodhi nokuti ndiye aitakura efodhi muIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati kuna Ahija, “Uya pano neareka yaMwari.” Nokuti areka yaMwari yakanga iripo pakati pavana vaIsiraeri nenguva iyo.
Shona 2009?
Sauro akati kuna Ahija, "Uya pano neareka yaMwari." Nokuti areka yaMwari yakanga iripo pakati pavana vaIsiraeri nenguva iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati kuna Ahija, “Uya pano neareka yaMwari.” Nokuti areka yaMwari yakanga iripo pakati pavana VaIsiraeri nenguva iyo.