1 Samuel 14:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋose ʋaIsraeri, ʋakaŋga ʋakaʋanda kunyika yamakomo yaEfraimi, ʋakati ʋacinzwa kuti ʋaFiristia ʋotiza, naiʋo ʋakaʋateʋera kuzorwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vaya vose vakanga vavanda munyika yezvikomo yeEfuremu pavakanzwa kuti vaFiristia vakanga votiza, vakateverawo muhondo vakavadzingirira zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vaIsiraeri vose, varume vakanga vakahwanda munyika yamakomo yaEfuremu vakanzwa zvichinzi vaFirisitia vaya vava mushishi rokutiza, vakabva vapindawo muhondo vakadzingirirana navo kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vose vaIsiraeri, vakanga vakawanda kunyika yamakomo yaEfuremu, vakati vachinzwa kuti vaFirisitia votiza naivo vakavatevera kuzorwa navo.
Shona 2009?
Zvino varume vose vaIsiraeri, vakanga vakawanda kunyika yamakomo yaEfuyenlu, vakati vachinzwa kuti vaFirisitia votiza naivo vakavatevera kuzorwa navo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume vose VaIsiraeri, vakanga vakawanda kunyika yamakomo yaEfuremu, vakati vachinzwa kuti vaFirisitia votiza naivo vakavatevera kuzorwa navo.