1 Samuel 14:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakati ʋaȿika paɗondo, ʋakawana ʋuci bgoyerera pasi, asi hakunomunhu wakaisa ruʋoko rwake kumuromo wake, nokuti ʋanhu ʋakatya kupika kwaSauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vapinda musango, vakaona uchi huchiyerera, asi hakuna akaisa ruoko rwake kumuromo wake, nokuti vakanga vachitya mhiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu pavakapinda musango iroro onei mune uchi huchitoita zvokuerera zvahwo. Asi hakuna kana munhu akahunomborera mukanwa kuhudya nokuti vanhu vaitya mhiko iya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakati vasvika padondo, vakawana uchi hoyerera pasi, asi hakuna munhu wakaisa ruoko rwake kumuromo wake, nokuti vanhu vakatya kupika kwaSauro.
Shona 2009?
Vanhu vakati vasvika padondo, vakawana uchi hoyerera pasi, asi hakuna munhu wakaisa ruoko rwake kumuromo wake, nokuti vanhu vakatya kupika kwaSauro.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakati vasvika padondo, vakawana uchi hoyerera pasi, asi hakuna munhu wakaisa ruoko rwake kumuromo wake, nokuti vanhu vakatya kupika kwaSauro.