1 Samuel 14:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jonatani akati: Ƃaɓa ʋaŋgu ʋanetsa nyika. Ciʋonai henyu, meso aŋgu aȿinudzwa seiko, nokuti ndaraʋira ʋuci ubgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akati, “Baba vangu vanetsa nyika. Tarirai muone kuzaruka kwaita meso angu pandaravira chidimbu chouchi uhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani ndokuti, “Inga baba vangu vapa vanhu mutoro chaiwo. Asi ini tarisai muoneka, ndatobengenuka meso nokuravira kwandangoita tuuchi utwu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jonatani akati, “Baba vangu vanetsa nyika. Chionai henyu, meso angu asvinudzwa seiko, nokuti ndaravira uchi uhwu;
Shona 2009?
Zvino Jonatani akati, "Baba vangu vanetsa nyika. Chionai henyu, meso angu asvinudzwa seiko, nokuti ndaravira uchi uhwu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jonatani akati, “Baba vangu vanetsa nyika. Chionai henyu, meso angu asvinudzwa seiko, nokuti ndaravira uchi uhwu;