1 Samuel 14:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ahija, mŋanakomana waAhitubi, mukuru waIkabodi, mŋanakomana waPinehasi, mŋanakomana waEri, wakaŋga ari muprista waJehova paShiro, akafuka efodi. Ʋanhu ʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi kuti Jonatani waenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pakati pavo pana Ahiya, akanga akapfeka efodhi. Akanga ari mwanakomana womukoma waIkabhodhi, Ahitubhi, mwanakomana waFinehasi, mwanakomana waEri, muprista waJehovha muShiro. Hapana akaziva kuti Jonatani akanga aenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhiya aipfeka hanzu yeefodhi. Abhiya uyu aiva mwanakomana waAhitubhu mukoma nomunun'una naIkabhodhi, mwanakomana waFinehasi mwanakomana waEri mupristi waTenzi wokuShiro. Asi vanhu havana kunge vaziva kuti Jonatani akanga aenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ahija, mwanakomana waAhitubi, mukuru waIkabhodhi, mwanakomana waPinehasi, mwanakomana waEri, wakanga ari mupristi waJehovha paShiro, akafuka efodhi. Vanhu vakanga vasingazivi kuti Jonatani waenda.
Shona 2009?
Ahija, mwanakomana waAhitubi, mukuru waIkabhodhi, mwanakomana waPinehasi, mwanakomana waEri, wakanga ari muprista waJehovha paShiro, akafuka efodhi. Vanhu vakanga vasingazivi kuti Jonatani waenda.
Shona SUB 2002 Bible
Ahija, mwanakomana waAhitubi, mukuru waIkabhodhi, mwanakomana waFiniasi, mwanakomana waEri, wakanga ari mupristi waJehovha paShiro, akafuka efodhi. Vanhu vakanga vasingazivi kuti Jonatani waenda.