1 Samuel 14:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndoɗa kana ʋanhu ʋakaŋga ʋatenderwa kudya ɀaʋakaŋga ʋapamba kuʋaʋeŋgi ʋaʋo! Asi ɀino haʋanakuʋuraya ʋaFiristia ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvaiva nani sei dai vanhu vanga vadya nhasi zvimwe zvezvakapambwa zvavakatora kuvavengi vavo. Kuurayiwa kwavaFiristia hakwaizova kukuru here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko kutozoti dai nhasi vanhu vanga vanyatsodya zvavo zvavapamba kuvavengi vavo, zvavatoita zvavo zvokuwanikidza kudai iye zvino vaFirisitia vangadai vasina kunge vatoparadzwa zvakanyanya here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndoda kana vanhu vakanga vatenderwa kudya zvavakanga vapamba kuvavengi vavo! Asi zvino havana kuuraya vaFirisitia vazhinji.”
Shona 2009?
ndoda kana vanhu vakanga vatenderwa kudya zvavakanga vapamba kuvavengi vavo! Asi zvino havana kuuraya vaFirisitia vazhinji."
Shona SUB 2002 Bible
ndoda kana vanhu vakanga vatenderwa kudya zvavakanga vapamba kuvavengi vavo! Asi zvino havana kuuraya vaFirisitia vazhinji.”