1 Samuel 14:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaʋudza Sauro, ʋakati: Tarirai, ʋanhu ʋanotadzira Jehova, nokuti ʋanodya pamŋe cete neropa. Akati: Makaita nokusatendeka; ndikuŋgurusirei pano ibge guru nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mumwe akati kuna Sauro, “Tarirai vanhu vari kutadzira Jehovha nokudya nyama ine ropa.” Iye akati, “Maputsa kutenda. Kungurutsirai dombo guru kuno uku izvozvi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vakataurira Sauro kuti, “Zvamunoonaka, vanhu vari kutadzira Tenzi nokudya nyama isina kusinzwa ropa.” Iye ndokuti, “Ndokusatendekaka ikoko. Chikungurutsirai zidombo guru pano pandiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakaudza Sauro, vakati, “Tarirai, vanhu vanotadzira Jehovha, nokuti vanodya pamwechete neropa.” Akati, “Makaita nokusatendeka; ndikungurusirei pano ibwe guru nhasi.”
Shona 2009?
Zvino vakaudza Sauro, vakati, "Tarirai, vanhu vanotadzira Jehovha, nokuti vanodya pamwechete neropa." Akati, "Makaita nokusatendeka; ndikungurusirei pano ibwe guru nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakaudza Sauro, vakati, “Tarirai, vanhu vanotadzira Jehovha, nokuti vanodya pamwechete neropa.” Akati, “Makaita nokusatendeka; ndikungurusirei pano ibwe guru nhasi.”