1 Samuel 14:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akaʋakira Jehova artari; iyo artari ndiyo yokutaŋga yaakaʋakira Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akavakira Jehovha aritari; yakanga iri nguva yake yokutanga kuita izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akavakira Tenzi atari. Ndiyo atari yake yokutanga kuvakirawo Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akavakira Jehovha aritari; iyo aritari ndiyo yokutanga yaakavakira Jehovha.
Shona 2009?
Sauro akavakira Jehovha aritari, iyo aritari ndiyo yokutanga yaakavakira Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akavakira Jehovha atari; iyo atari ndiyo yokutanga yaakavakira Jehovha.