1 Samuel 14:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akabvunza Mŋari, akati: Ndoɓuruka, nditeʋere ʋaFiristia here? Mucaʋaisa mumaʋoko aʋaIsraeri here? Asi haana‐kumupindura musi iwoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Sauro akabvunza Mwari akati, “Ndoburuka nditevere vaFiristia here? Muchavaisa mumaoko avaIsraeri here?” Asi Mwari haana kumupindura musi iwoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akabvunza kuna Mwari kuti, “Ndoronda here vaFirisitia kana kuti kwete? Ko, muchavaisa mumaoko evaIsiraeri here?” Asi musi iwoyo Mwari haana kumupindura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akabvunza Mwari, akati, “Ndoburuka, nditevere vaFirisitia here? Muchavaisa mumaoko avaIsiraeri here?” Asi haana kumupindura musi iwoyo.
Shona 2009?
Sauro akabvunza Mwari, akati, "Ndoburuka, nditevere vaFirisitia here? Muchavaisa mumaoko avaIsiraeri here?" Asi haana kumupindura musi iwoyo.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akabvunza Mwari, akati, “Ndoburuka, nditevere vaFirisitia here? Muchavaisa mumaoko aVaIsiraeri here?” Asi haana kumupindura musi iwoyo.