1 Samuel 14:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti naJehova mupenyu, iye unoponesa Israeri, kunyaŋge ɀiri kunaJonatani mŋanakomana waŋgu, ucafanira kufa ɀirokwaɀo. Asi kwakaŋga kusinomunhu pakati paʋanhu ʋose wakamupindura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo naJehovha, iye akanunura upenyu hwavaIsraeri, kunyange dai ari Jonatani mwanakomana wangu, anofanira kufa.” Asi hapana kana mumwe wavarume akataura shoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chokwadi ndinopika naTenzi mupenyu, iye mununuri weIsiraeri, kunyange zvazvo akava Jonatani mwana wangu chaiye, anotopafa chete.” Asi pavanhu vose ivavo hapana nomumwe akamupindura chinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti naJehovha mupenyu, iye unoponesa Isiraeri, kunyange zviri kuna Jonatani mwanakomana wangu, achafanira kufa zvirokwazvo.” Asi kwakanga kusino munhu pakati pavanhu vose wakamupindura.
Shona 2009?
"Nokuti naJehovha mupenyu, iye unoponesa Isiraeri, kunyange zviri kuna Jonatani mwanakomana wangu, achafanira kufa zvirokwazvo." Asi kwakanga kusino munhu pakati pavanhu vose wakamupindura.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti naJehovha mupenyu, iye unoponesa Isiraeri, kunyangwe zviri kuna Jonatani mwanakomana wangu, achafanira kufa zvirokwazvo.” Asi kwakanga kusino munhu pakati pavanhu vose wakamupindura.