1 Samuel 14:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro akati kunaJehova, Mŋari waIsraeri: Ratidzai ɀakarurama. Ɀino Jonatani naSauro ʋakaɓatwa nemijenya, asi ʋanhu ʋakapukunyuka haʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akanyengetera kuna Jehovha, Mwari waIsraeri akati, “Ndipeiwo mhinduro yakarurama.” Ipapo Jonatani naSauro vakabatwa nomujenya, vanhu vakawanikwa vasina mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Sauro akati kuna Tenzi Mwari wavaIsiraeri, “Ndiisireiwo pachena zvechokwadi zvacho.” Jonatani naiye Sauro vakabva vabatwa nechin'ange chikasiya vamwe vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro akati kuna Jehovha, Mwari waIsiraeri, “Ratidzai zvakarurama.” Zvino Jonatani naSauro vakabatwa nemijenya, asi vanhu vakapukunyuka havo.
Shona 2009?
Zvino Sauro akati kuna Jehovha, Mwari waIsiraeri, "Ratidzai zvakarurama." Zvino Jonatani naSauro vakabatwa nemijenya, asi vanhu vakapukunyuka havo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro akati kuna Jehovha, Mwari waIsiraeri, “Ratidzai zvakarurama.” Zvino Jonatani naSauro vakabatwa nemijenya, asi vanhu vakapukunyuka havo.