1 Samuel 14:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati: Mŋari ŋgaandiroʋe, arambe aciɗaro, nokuti ɀirokwaɀo unofanira kufa, Jonatani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati, “Mwari ngaandirove, ngaandirove kwazvo, kana iwe Jonatani ukasafa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati, “Mwari ngaandione kana iwe Jonatani ukarega kufa!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati, “Mwari ngaandirove, arambe achidaro, nokuti zvirokwazvo unofanira kufa, Jonatani.”
Shona 2009?
Sauro akati, "Mwari ngaandirove, arambe achidaro, nokuti zvirokwazvo unofanira kufa, Jonatani."
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati, “Mwari ngaandirove, arambe achidaro, nokuti zvirokwazvo unofanira kufa, Jonatani.”