1 Samuel 14:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akarwa noʋumhare, akakunda ʋaAmareki, akarwira ʋaIsraeri pamaʋoko aʋaiʋapambara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarwa noumhare akakunda vaAmereki, akadzikinura vaIsraeri kubva mumaoko avaya vakanga vavapamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiva gamba chairo mukurwa, akakurira vaAmareki akanunura Isiraeri mumaoko avanhu vaivapamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarwa noumhare, akakunda vaAmareki, akarwira vaIsiraeri pamaoko avaivapambara.
Shona 2009?
Akarwa noumhare, akakunda vaAmareki, akarwira vaIsiraeri pamaoko avaivapambara.
Shona SUB 2002 Bible
Akarwa noumhare, akakunda vaAmareki, akarwira VaIsiraeri pamaoko avaivapambara.