1 Samuel 14:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kishi ndiye waiʋa ɓaɓa ʋaSauro; naNeri, ɓaɓa ʋaAbineri, waiʋa mŋanakomana waAbieri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kishi baba vaSauro naNeri baba vaAbhineri vakanga vari vanakomana vaAbhieri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba waSauro ainzi Kishi. Neri baba waAbhuna akaberekwa naAbhueri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kishi ndiye waiva baba vaSauro; naNeri, baba vaAbhineri, waiva mwanakomana waAbhieri.
Shona 2009?
Kishi ndiye waiva baba vaSauro; naNeri, baba vaAbhineri, waiva mwanakomana waAbhieri.
Shona SUB 2002 Bible
Kishi ndiye waiva baba vaSauro; naNeri, baba vaAbhineri, waiva mwanakomana waAbhieri.