1 Samuel 14:52 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamazuʋa ose aSauro ʋakaŋga ʋacirwa ɀikuru naʋaFiristia; ɀino Sauro wakati kana aciʋona murume unesimba kana murume unoʋumhare, waimugarisa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamazuva ose aSauro pakanga pane hondo huru kwazvo navaFiristia, uye Sauro aiti kana akaona munhu ane simba uye akashinga, aimutora omuita murwi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paupenyu hwose hwaSauro paigara pakarwiwa chete zvakaomarara navaFirisitia. Iyewo Sauro aiti akaonawo munhu ane simba, kana wose aiva nechivindi, aibva amupinza muhondo yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bamazuva ose aSauro vakanga vachirwa zvikuru navaFirisitia; zvino Sauro wakati kana achiona murume ane simba kana murume uno umhare, waimugarisa naye.
Shona 2009?
Pamazuva ose aSauro vakanga vachirwa zvikuru navaFirisitia; zvino Sauro wakati kana achiona murume ane simba kana murume uno umhare, waimugarisa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Pamazuva ose aSauro vakanga vachirwa zvikuru navaFirisitia; zvino Sauro wakati kana achiona murume ane simba kana murume uno umhare, waimugarisa naye.