1 Samuel 14:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jonatani akati: Tarira, ticayambukira kuʋarume aʋo, tindoɀiratidza kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akati, “Uya tiyambuke zvino tinange kuvarume ava uye tigorega vatione.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani ndokuti, “Chiregai tiende kwavari tindomira pavanotiona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jonatani akati, “Tarira, tichayambukira kuvarume avo, tindozviratidza kwavari.
Shona 2009?
Ipapo Jonatani akati, "Tarira, tichayambukira kuvarume avo, tindozviratidza kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jonatani akati, “Tarira, tichayambukira kuvarume avo, tindozviratidza kwavari.