1 Samuel 14:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakati kwatiri: Mirai kuȿikira taȿika kwamuri, ticaramba timire kwatiri, hatiŋgakwiri kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vakati kwatiri, ‘Mirai ipapo kusvikira tauya kwamuri,’ ticharamba tiri patiri ipapo uye hatizokwiri kwavari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vakatiti, ‘Miraipo, tiuye ikoko,’ isu ticharamba timire patinenge tiri torega kukwira tichienda kwavanenge vari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vakati kwatiri, ‘Mirai kusvikira tasvika kwamuri,’ ticharamba timire kwatiri, hatingakwiri kwavari.
Shona 2009?
Kana vakati kwatiri, `Mirai kusvikira tasvika kwamuri,' ticharamba timire kwatiri, hatingakwiri kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vakati kwatiri, ‘Mirai kusvikira tasvika kwamuri,’ ticharamba timire kwatiri, hatingakwiri kwavari.