1 Samuel 15:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akati kunaSauro: Jehova wakandituma kuti ndikuzodze, uʋe mambo waʋanhu ʋake iʋo ʋaIsraeri; naiɀoɀo ɀino cinzwa mashoko aJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati kuna Sauro, “Ndini ndakatumwa naJehovha kuti ndizokuzodza kuti uve mambo pamusoro pavanhu vake ivo vaIsraeri; saka teerera zvino kushoko rinobva kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akati kuna Sauro, “Ndakatumwaka ini naTenzi kuti ndikuzodze, kuti uve mambo wavanhu vake vaIsiraeri. Saka zvino chinzwa zvarehwa naiye Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akati kuna Sauro, “Jehovha wakandituma kuti ndikuzodze, uve mambo wavanhu vake ivo vaIsiraeri; naizvozvo zvino chinzwa mashoko aJehovha.
Shona 2009?
Zvino Samueri akati kuna Sauro, "Jehovha wakandituma kuti ndikuzodze, uve mambo wavanhu vake ivo vaIsiraeri; naizvozvo zvino chinzwa mashoko aJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akati kuna Sauro, “Jehovha wakandituma kuti ndikuzodze, uve mambo wavanhu vake ivo VaIsiraeri; naizvozvo zvino chinzwa mashoko aJehovha.