1 Samuel 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akaȿika kunaSauro, Sauro akati kwaari: Jehova ŋgaakuropafadze; ndaita seɀandakarairirwa naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati asvika kwaari, Sauro akati, “Jehovha ngaakuropafadzei! Ndakaita zvandakarayirwa naJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akazosvika kuna Sauro, Sauro akakwazisana navo achiti, “Tenzi ngaakukomborerei! Ndakaita zvakataurwa naTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akasvika kuna Sauro, Sauro akati kwaari, “Jehovha ngaakuropafadze; ndaita sezvandakarairirwa naJehovha.”
Shona 2009?
Samueri akasvika kuna Sauro, Sauro akati kwaari, "Jehovha ngaakuropafadze; ndaita sezvandakarairirwa naJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akasvika kuna Sauro, Sauro akati kwaari, “Jehovha ngaakuropafadze; ndaita sezvandakarairirwa naJehovha.”