1 Samuel 15:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akakutuma parwendo, akati: Enda, uparadze cose ʋatadzi, iʋo ʋaAmareki, urwe naʋo kuȿikira ʋapera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akakutuma parwendo, akati, ‘Enda undoparadza zvachose vanhu vose vakaipa, ivo vaAmareki; uvarwise kusvikira vapera.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ane basa raakakutuma. Akati, ‘Enda undotsakatisa vatadzi ava vaAmareki uvarwise kusvikira vapera kuti nho.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akakutuma parwendo,’ akati, ‘Enda, uparadze chose vatadzi, ivo vaAmareki, urwe navo kusvikira vapera.’
Shona 2009?
Jehovha akakutuma parwendo,' akati, `Enda, uparadze chose vatadzi, ivo vaAmareki, urwe navo kusvikira vapera.'
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akakutuma parwendo,’ akati, ‘Enda, uparadze chose vatadzi, ivo vaAmareki, urwe navo kusvikira vapera.’