1 Samuel 15:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo: Ndakacerekedza ɀakaitirwa Israeri naʋaAmareki, kuti wakaʋadziʋirira panzira ŋguʋa yokubva kwaʋo Egipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, ‘Ndicharanga vaAmareki nokuda kwezvavakaita kuvaIsraeri pavakavadzivirira panzira panguva yavakabuda kubva kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi, Samasimbaose, ‘Ndinoda kuranga Amareki nezvavakaitira Isiraeri zvokuvagariridza munzira pavaibva kuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Ndakacherekedza zvakaitirwa Isiraeri navaAmareki, kuti wakavadzivirira panzira nguva yokubva kwavo Ijipiti.
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha wehondo, `Ndakacherekedza zvakaitirwa Isiraeri navaAmareki, kuti vakavadzivirira panzira nguva yokubva kwavo Ijipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Ndakacherechedza zvakaitirwa Isiraeri navaAmareki, kuti wakavadzivirira panzira nguva yokubva kwavo Ijipiti.