1 Samuel 15:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akati: Ko Jehova uŋgafarira ɀipiriso ɀinopiswa neɀiɓayiro, seɀaanofarira kuterera inzwi raJehova here? Tarira, kuterera kunokunda ɀiɓayiro, nokunzwa kunokunda mafuta amakondobge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Samueri akapindura akati, “Ko, Jehovha angafarira zvipiriso zvinopiswa nezvibayiro sezvaanofarira kuteererwa kwenzwi raJehovha here? Kuteerera kunokunda zvibayiro, uye kunzwa kunokunda mafuta amakondohwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri ndokutiwo, “Tenzi anofarira here mipiro yokupisa kana kuti zvibayiro? Handiti Tenzi anotofarira kuti izwi rake riteererwe? Chinzwa! Kuteerera kuri nani pane kupira chibayiro, kuva unonzwa kuri nani pane kupira mafuta ehondohwe;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akati, “Ko Jehovha ungafarira zvipiriso zvinopiswa nezvibayiro, sezvaanofarira kuteerera izwi raJehovha here? Tarira, kuteerera kunokunda zvibayiro, nokunzwa kunokunda mafuta amakondohwe.
Shona 2009?
Samueri akati, "Ko Jehovha ungafarira zvipiriso zvinopiswa nezvibayiro, sezvaanofarira kuteerera inzwi raJehovha here? Tarira, kuteerera kunokunda zvibayiro, nokunzwa kunokunda mafuta amakondobwe.
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akati, “Ko Jehovha ungafarira zvipiriso zvinopiswa nezvibairo, sezvaanofarira kuteerera izwi raJehovha here? Tarira, kuteerera kunokunda zvibairo, nokunzwa kunokunda mafuta amakondohwe.