1 Samuel 15:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akati kunaSauro: Handiŋgadzoki newe, nokuti wakaramba shoko raJehova, naJehova wakuramba newe ʋo, kuti urege kuʋa mambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Samueri akati kwaari, “Handingadzoki newe. Wakaramba shoko raJehovha, saka Jehovha akuramba kuti uve mambo wavaIsraeri!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akati kuna Sauro, “Handiende newe ini nokuti wakaramba shoko raTenzi, naiyewo Tenzi akurambawo paumambo hwomuIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akati kuna Sauro, “Handingadzoki newe, nokuti wakaramba shoko raJehovha, naJehovha wakuramba newewo kuti urege kuva mambo waIsiraeri.”
Shona 2009?
Samueri akati kuna Sauro, "Handingadzoki newe, nokuti wakaramba shoko raJehovha, naJehovha wakuramba newewo kuti urege kuva mambo waIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akati kuna Sauro, “Handingadzoki newe, nokuti wakaramba shoko raJehovha, naJehovha wakuramba newewo kuti urege kuva mambo waIsiraeri.”