1 Samuel 15:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri wakati acitendeʋuka, aciɗo‐kubva, Sauro akaɓata mupendero weŋguʋo yake, iyo ikabvaruka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati atendeuka kuti abve, Sauro akabata mupendero wenguo yake, ukabvaruka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Samueri paakangoti furatirei oda kuenda, Sauro ndiye dzvi kumubata, hanzu ikabva yabvaruka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri wakati achitendeuka, achido‐kubva, Sauro akabata mupendero wenguo yake, iyo ikabvaruka.
Shona 2009?
Zvino Samueri wakati achitendeuka, achido-kubva, Sauro akabata mupendero wenguvo yake, iyo ikabvaruka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri wakati achitendeuka, achida kubva, Sauro akabata mupendero wenguo yake, iyo ikabvaruka.