1 Samuel 15:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akati kwaari: Jehova wakabvarura ʋushe bgaIsraeri kwauri nhasi, akabgupa mumŋe wokwako unokukunda nokunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati kwaari, “Jehovha abvarura umambo hweIsraeri kubva kwauri nhasi uye ahupa kuno mumwe wavavakidzani vako, kuna iye ari nani panewe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri ndokumuti, “Tenzi abvarurawo umambo hwomuIsiraeri kwauri nhasi uno, akahupa mumwe wako ari nani panewe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akati kwaari, “Jehovha wakabvarura ushe hwaIsiraeri kwauri nhasi, akahupa mumwe wokwako unokukunda nokunaka.
Shona 2009?
Samueri akati kwaari, "Jehovha wakabvarura ushe hwaIsiraeri kwauri nhasi, akahupa mumwe wokwako unokukunda nokunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akati kwaari, “Jehovha wakabvarura ushe hwaIsiraeri kwauri nhasi, akahupa mumwe wokwako unokukunda nokunaka.