1 Samuel 15:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋo Mutendiwa waIsraeri haaŋgareʋi nhema, kana kuɀiɗemba; nokuti haazi munhu uŋgaɀiɗemba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye Kubwinya kwaIsraeri haangarevi nhema kana kushandura pfungwa dzake; nokuti haasi munhu, kuti angashandura pfungwa dzake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo iye Mbiri yeIsiraeri haanyepi, chaanenge ataura ndichocho, haasanduke-sanduke nokuti haasiri munhu, munhu anosanduka-sanduka iye haadaro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyewo Mutendiwa waIsiraeri haangarevi nhema, kana kuzvidemba; nokuti haazi munhu ungazvidemba.”
Shona 2009?
Uyewo Mutendiwa waIsiraeri haangarevi nhema, kana kuzvidemba; nokuti haazi munhu ungazvidemba."
Shona SUB 2002 Bible
Uyewo Mutendiwa waIsiraeri haangarevi nhema, kana kuzvidemba; nokuti haazi munhu ungazvidemba.”