1 Samuel 15:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo iye akati: Ndakatadza haŋgu, asi ndikudzei henyu pamberi paʋakuru ʋaŋgu, napamberi paIsraeri, mudzoke neni, ndinamate kunaJehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati, “Ndatadza hangu. Asi ndapota ndikudzei henyu pamberi pavakuru vavanhu vangu napamberi pavaIsraeri; dzokai neni kuitira kuti ndigononamata Jehovha Mwari wenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati, “Ndakaita chitadzo. Asi dai ukandinyarawo ukandiremekedzawo zvako pana makurukota avanhu vangu napamberi peIsiraeri tidzokere tose ndindonamata Tenzi, Mwari wako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo iye akati, “Ndakatadza hangu, asi ndikudzei henyu pamberi pavakuru vangu, napamberi paIsiraeri, mudzoke neni, ndinamate kuna Jehovha Mwari wenyu.”
Shona 2009?
Ipapo iye akati, "Ndakatadza hangu, asi ndikudzei henyu pamberi pavakuru vangu, napamberi paIsiraeri, mudzoke neni, ndinamate kuna Jehovha Mwari wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo iye akati, “Ndakatadza hangu, asi ndikudzei henyu pamberi pavakuru vangu, napamberi paIsiraeri, mudzoke neni, ndinamate kuna Jehovha Mwari wenyu.”