1 Samuel 15:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Samueri akaenda Rama, naSauro ʋo akakwira kumba kwake paGibea kwaSauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Samueri akabva akaenda kuRama, asi Sauro akakwira akaenda kumba kwake paGibhea raSauro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akaenda kuRama, asi Sauro akaenda kumusha kwake kuGibhea rokwaSauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Samueri akaenda Rama, naSaurowo akakwira kumba kwake paGibhea kwaSauro.
Shona 2009?
Zvino Samueri akaenda Rama, naSaurowo akakwira kumba kwake paGibhiya kwaSauro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Samueri akaenda Rama, naSaurowo akakwira kumba kwake paGibhia kwaSauro.