1 Samuel 15:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akasazoʋuya ɀe kuʋona Sauro kuȿikira pazuʋa rokufa kwake; asi Samueri wakacema Sauro, naJehova ʋo akaɀiɗemba nokuti wakaŋga aita Sauro mambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kusvikira pazuva rakafa Samueri, haana kuzomboenda kundoona Sauro, kunyange Samueri akamuchema hake. Uye Jehovha akazvidemba kuti akanga aita kuti Sauro ave mambo wavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri haana kumbozoonanazve naSauro kusvikira kufa kwake. Asi Samueri akachema Sauro, uku Tenzi achitokungura kuti dai zvake asina kumbogadza Sauro umambo hwomuIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akasazouyazve kuona Sauro kusvikira pazuva rokufa kwake; asi Samueri wakachema Sauro, naJehovhawo azvidemba nokuti wakanga aita Sauro mambo waIsiraeri.
Shona 2009?
Samueri akasazouyazve kuona Sauro kusvikira pazuva rokufa kwake; asi Samueri wakachema Sauro, naJehovhawo akazvidemba nokuti wakanga aita Sauro mambo waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akasazouyazve kuona Sauro kusvikira pazuva rokufa kwake; asi Samueri wakachema Sauro, naJehovhawo azvidemba nokuti wakanga aita Sauro mambo waIsiraeri.