1 Samuel 15:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akaɗana ʋanhu, akaʋaʋereŋga paTeraimi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana maʋiri ɀaʋaifamba namakumbo, naʋarume ʋaʋaJuda ʋaneɀuru ɀinegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Sauro akadana vanhu akavaverenga paTeraimi, zviuru mazana maviri zvavarwi vetsoka uye varume vaibva kuJudha zviuru gumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Sauro akakoka vanhu kuti vaungane akavaverenga paTeraimu vakakwana mazana maviri ezviuru zvavarume vokufamba netsoka kwouyawo vokwaJudha gumi rezviuru zvavarume.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akadana vanhu, akavaverenga paTeraimi, vakasvika zviuru zvina mazana maviri zvavaifamba namakumbo, navarume vavaJudha vane zviuru zvine gumi.
Shona 2009?
Sauro akadana vanhu, akavaverenga paTeraimi, vakasvika zviuru zvina mazana maviri zvavaifamba namakumbo, navarume vavaJudha vane zviuru zvine gumi.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akadana vanhu, akavaverenga paTeraimi, vakasvika zviuru zvina mazana maviri zvavaifamba namakumbo, navarume vavaJudha vane zviuru zvine gumi.