1 Samuel 15:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akaparadza ʋaAmareki, kubva paHavira kuȿikira paShuri, pakatarisana neEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akarwisa vaAmareki kubva paHavhira kusvikira kuShuri, kumabvazuva eIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akabva akurira vaAmareki kubvira kuHavhira kusvikira kuShuru, kumabvazuva kweIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akaparadza vaAmareki, kubva paHavira kusvikira paShuri, pakatarisana neIjipiti.
Shona 2009?
Ipapo Sauro akaparadza vaAmareki, kubva paHavira kusvikira paShuri, pakatarisana neIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akaparadza vaAmareki, kubva paHavira kusvikira paShuru, pakatarisana neIjipiti.