1 Samuel 16:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jese akapfuʋudza ʋanomŋe ʋaʋanakomana ʋake pamberi paSamueri. Samueri akati kunaJese: Jehova haanakutsaura aʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jese akaita kuti vanakomana vake vanomwe vapfuure napamberi paSamueri, asi Samueri akati kwaari, “Jehovha haana kusarudza ava.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jese akati vana vake vakomana vose vari vanomwe vapfuure napaiva naSamueri. Asi Samueri akati kuna Jese, “Tenzi haana kumbosarudza ivava.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jese akapfuudza vanomwe vavanakomana vake pamberi paSamueri. Samueri akati kuna Jese, “Jehovha haana kutsaura ava.”
Shona 2009?
Jese akapfuudza vanomwe vavanakomana vake pamberi paSamueri. Samueri akati kuna Jese, "Jehovha haana kutsaura ava."
Shona SUB 2002 Bible
Jese akapfuudza vanomwe vevanakomana vake pamberi paSamueri. Samueri akati kuna Jese, “Jehovha haana kutsaura ava.”