1 Samuel 16:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋeya waJehova wakaŋga abva kunaSauro, mŋeya wakaipa, wakaŋga watumŋa naJehova, ukamuvundusa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mweya waJehovha wakanga wabva pana Sauro, uye mweya wakaipa wakabva kuna Jehovha ukamutambudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Mweya waTenzi wakabva pana Sauro, ndokubva otambudzwa nomweya wakaipa wakabva kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mweya waJehovha wakanga wabva kuna Sauro, mweya wakaipa wakanga watumwa naJehovha, ukamuvhundusa.
Shona 2009?
Zvino Mweya waJehovha wakanga wabva kuna Sauro, mweya wakaipa wakanga watumwa naJehovha, ukamuvhundusa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mweya waJehovha akanga wabva kuna Sauro, mweya wakaipa wakanga watumwa naJehovha, ukamuvhundusa.