1 Samuel 16:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaranda ʋaSauro ʋakati kwaari: Tarirai ɀino, mŋeya wakaipa, wakatumŋa naMŋari, unokuvundusai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varanda vaSauro vakati kwaari, “Tarirai mweya wakaipa unobva kuna Mwari unokutambudzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varanda vaSauro vakati kwaari, “Chionaika pava nomweya wakabva kuna Mwari uri kukutambudzai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varanda vaSauro vakati kwaari, “Tarirai zvino, mweya wakaipa, wakatumwa naMwari, unokuvhundusai.”
Shona 2009?
Varanda vaSauro vakati kwaari, "Tarirai zvino, mweya wakaipa, wakatumwa naMwari, unokuvhundusai."
Shona SUB 2002 Bible
Varanda vaSauro vakati kwaari, “Tarirai zvino, mweya wakaipa, wakatumwa naMwari, unokuvhundusai.”