1 Samuel 16:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati kuʋaranda ʋake: Cinditȿakirai munhu unogona kuridza ɀakanaka, muʋuye naye kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Sauro akati kuvaranda vake, “Tsvakai munhu anogona kuridza zvakanaka muuye naye kwandiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kuvaranda vake, “Nditsvakirei zvenyu munhu anonyatsogona kuridza wacho muuye naye kwandiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati kuvaranda vake, “Chinditsvakirai munhu unogona kuridza zvakanaka, muuye naye kwandiri.”
Shona 2009?
Sauro akati kuvaranda vake, "Chinditsvakirai munhu unogona kuridza zvakanaka, muuye naye kwandiri."
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati kuvaranda vake, “Chinditsvakirai munhu unogona kuridza zvakanaka, muuye naye kwandiri.”