1 Samuel 16:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Sauro akatuma nhume kunaJese, akati: Nditumire mŋanakomana wako Davidi, uri kumakwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akatuma nhume kuna Jese akati, “Nditumirewo mwanakomana wako Dhavidhi, uyo ari kumakwai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Sauro akatumira nhume kuna vaJese achiti, “Nditumire kuno mwana wako mukomana ari kufudza hwai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Sauro akatuma nhume kuna Jese, akati, “Nditumire mwanakomana wako Dhavhidhi, ari kumakwai.”
Shona 2009?
Naizvozvo Sauro akatuma nhume kuna Jese, akati, "Nditumire mwanakomana wako Dhavhidhi, ari kumakwai."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Sauro akatuma nhume kuna Jese, akati, “Nditumire mwanakomana wako Dhavhidhi, ari kumakwai.”