1 Samuel 16:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akati: Ndiŋgaenda seiko? Kana Sauro akaɀinzwa, ucandiʋuraya. Jehova akati: Enda netsiru, uti: Ndaʋuya kuzoɓayira Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Samueri akati, “Ndingaenda seiko? Sauro achanzwa nezvazvo akandiuraya.” Jehovha akati, “Tora tsiru uende naro ugondoti, ‘Ndauya kuzobayira kuna Jehovha.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akati, “Ndingagoenda sei? Sauro akazvinzwa anondiuraya.” Tenzi ndokuti, “Tora tsiru mudanga uende naro unoti iwe, ‘Ndauya kuzopira chibayiro kuna Tenzi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akati, “Ndingaenda seiko? Kana Sauro akazvinzwa, uchandiuraya.” Jehovha akati, “Enda netsiru, uti, ‘Ndauya kuzobayira Jehovha.’
Shona 2009?
Samueri akati, "Ndingaenda seiko? Kana Sauro akazvinzwa, uchandiuraya." Jehovha akati, "Enda netsiru, uti, `Ndauya kuzobayira Jehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akati, “Ndingaenda seiko? Kana Sauro akazvinzwa, uchandiuraya.” Jehovha akati, “Enda netsiru, uti, ‘Ndauya kuzobayira Jehovha.’