1 Samuel 16:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akatuma shoko kunaJese, akati: Tendera hako Davidi amire pamberi paŋgu, nokuti ndinomufarira kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akatuma shoko kuna Jese, achiti, “Tendera Dhavhidhi kuti andishandire, nokuti ndinofadzwa naye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akatumira Jese shoko rokuti, “Regai zvenyu Dhavhidhi arambe achindishandira nokuti ini ndamuda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akatuma shoko kuna Jese, akati, “Tendera hako Dhavhidhi amire pamberi pangu, nokuti ndinomufarira kwazvo.”
Shona 2009?
Sauro akatuma shoko kuna Jese, akati, "Tendera hako Dhavhidhi amire pamberi pangu, nokuti ndinomufarira kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akatuma shoko kuna Jese, akati, “Tendera hako Dhavhidhi amire pamberi pangu, nokuti ndinomufarira kwazvo.”