1 Samuel 16:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino uɗane Jese aʋuye kuciɓayiro, ini ndicakuziʋisa ɀaunofanira kuita, ugondizodzera wandicakuratidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ukoke Jese kuti auye kuchibayiro, uye ini ndichakuratidza zvokuita. Unofanira kundizodzera uyo wandichakuratidza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino iwe ukoke Jese kuchibayiro, ndichakuratidza zvokuita. Unozofanira kundizodzera wandinenge ndakuudza nezita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino udane Jese auye kuchibayiro, ini ndichakuzivisa zvaunofanira kuita, ugondizodzera wandichakuratidza.”
Shona 2009?
Zvino udane Jese auye kuchibayiro, ini ndichakuzivisa zvaunofanira kuita, ugondizodzera wandichakuratidza."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino udane Jese auye kuchibayiro, ini ndichakuzivisa zvaunofanira kuita, ugondizodzera wandichakuratidza.”