1 Samuel 16:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaȿika, akatarira Eriabi, akati: Ɀirokwaɀo, muzodzwa waJehova uri pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika, Samueri akaona Eriabhi akafunga kuti, “Zvirokwazvo muzodziwa waJehovha ndiye amire pano pamberi paJehovha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakusvika kwavakaita, Samueri akatarisa Ereabhu akazviti nechomumwoyo, “Chokwadi uyu ari pana Tenzi ndiye muzodzwa wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vasvika, akatarira Eriabhu, akati, “Zvirokwazvo, muzodzwa waJehovha uri pamberi pake.”
Shona 2009?
Zvino vakati vasvika, akatarira Eriabhu, akati, "Zvirokwazvo, muzodzwa waJehovha uri pamberi pake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vasvika, akatarira Eriabhu, akati, “Zvirokwazvo, muzodzwa waJehovha uri pamberi pake.”